У нас вы можете посмотреть бесплатно Chaplain Phiri - Mabhachi aJosefa или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Ma Challenges auchasangana nawo haizi tsaona, Mwari vakatopedza. A coat of many colours yakagadzirirwa Josefa yai symbolizer a colourful destiny. Ndinofara na Josefa, ndewekuti akavengwa anopamhazve. Vanhu ukavati ndarota ndiine business , iti ndarota zvakare. Ane chiroto haafe, bvunza Moses anokuudza. Muhope dzangu manga musipo mai Potipher zviri nani kutiza nehupenyu hwangu. Satani muudze kuti i bhachi chete tava zvisikwa zvitsva, zvakare zvapfuura. Do u know that your enemies are your bridge to the next season. Kuti zvinhu zviitike zvinotoda vanopikisa, kuti light iri ribake zvinotodawo nagative ne positive. Zvaitodawo Judas kuti vamubate Jesu. Ane zvaakatokosherawo Judas wako uya kuti destiny yako iitike. Seed chero iri pamarara, inobuda, zvako zvinotoita chete, zvako zvinobuda. Komborerwai naChaplain Phiri vachitsanangura pamusoro pemabhaci akapfekwa naJosefa kusvika azoite mambo