У нас вы можете посмотреть бесплатно MWEYA MUTSVENE WAMWARI ~ MCZ #77 или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Methodist Shona Hymn 77 Mweya Mutsvene waMwari! Garai muno mumba, Burukai zvino nesimba, Uyai Mweya, uyai. Uyai Mweya, kufanana Kupenya kwezuva; Vhenekerai mwoyo yedu, Onisai kuipa. Onisai rushavashava Nezvirwere zvose Titungamirei panzira Panenda vatsvene. Uyai serimi romoto, Pisai mwoyo yedu, Tichive zviteuriro Kuna Ishe wedu. Uyai Mweya kufanana, Dova rokudenga, Mwoyo isingabereke Ive namapudzi. Uyai senjiva yedenga, Mutivhumbamire Namapapiro orudo Noruregerero. Uyai sedutu remhepo Nesimba renyasha, Kuti vanhu vakuonei, Noutsvene hwenyu. Uyai Mweya wokudenga Mukugara kwedu; Mutiite musha wenyu, Uyai, Mweya, uyai.