У нас вы можете посмотреть бесплатно veZanu vanogona kusaenda kunhamo kana VaGeza vasiri kuendeswa paHeroes Arce! или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Mashoko kubva kumapurisa ekuSouth Africa azivisa kuti VaSaruwaka vakapfurwa vari mumotokari nevarume vaive vakapfeka mamasiki muPretoria! Geza Revolution yotsanangurwa seyatoparara zvachose, asi vamwe vachiti hakushayi mumwe achamuka akaita kugariwa nemhepo dzaVaGeza achirwisana neED2030! Madzibaba veShanduko vari kutarisirwa kuita maDrama munyika ekuti vachangobudiswa kujere vabve vangojoinha bato reZanu PF! VP Chiwenga vari kunzi vakanyepera vagari vekuMbare vachiti vaizovandudza maFlats ekuMatapi kana vanhu vavhotera VaMnangagwa! Councillor weZanu PF ari kushorwa zvakaipisi nekuda kwekuregera nzvimbo yekuMbare ichiita chero zvayaitwa nemasoweji! Vatsoropodzi vaVaChamisa vayambirwa kuti vava kuzosvika pachapa kuti munhu wese munyika apedzisire apanduka ava kuti kufa kurinani achirwira rusununguko! DJ Ollah 7 anohayijekwa neZanu-PF, nemari inosvika US$20,000, zvichibva zvatsamwisa vateveri vake vachiti haasisina news dzaachagona kuunza kana ava kunzi Ollah4ED! VP Chiwenga vari kuchema tete vavo, pachityirwa kuti ndiyani weZanu-PF achaenda kunobata maoko kwaGeza, kuendako unogona kuzosara yava nyaya muZanu PF!