У нас вы можете посмотреть бесплатно Magomana France Shumba & Zarura Denga Express- Nhimbe yangu или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Magomana France Shumba And Zarura Denga Express Nuh nuh oooooooo Reggae Music Zimbabwe Ai ai ai Heeee eelo heelo helo umm ummm Haaamawe hamawe hamaaweee Ndine nhau yanguwo yenhimbe maeererano nekusimudzirwa kuburukidza nerudo rwemi seva teereri vemazwiii Manzwi anguwo anhasi ndeepamusaka penhimbe ndinokukokai pagombo rangu randakabatira ndisina kana bhemba zvaro ndoutema sei munda murefu inini ndisina kana pekutangira iiiiii ii ii iii Gombo riri kuda masanhu mabhemba ivhu kununa mati kununa here kwarakaita chanetsa hapana mombe kana dhongi zvaro iiiimmmmm ummmm hiiiiii hiiii hii hi hi aa a a haimani Vakataura vakatiuudza vakati nyika vanhu Uye rume rimwe hari kombi churu zvino ndosaka ininika ndauya kuzopira nhau pamberi pedare ndichitevera shoko riya rekuti mwana asinga chemi anofira mumbereko ooo haaa haa hai hai umm Zvoo ndofirawo here mukati sesokisi nyika inevanhu vakachena moyo kudai nhai nhaiii nhaiii Aiiiii yuuuwiii aaaaa haa ha ha ummmm ndachema zvangu mwana we shumba sigawuke murambwi bhanda mbwa yesango mudya zvimbishi aaaaaa iiiii huya mubetseri swederai pedyo muye muonesane neni gombo iri ndokundika here muripo ndoita wemuswee wembira vo here kungozoperera pawakatangira nyika iinemi vanhu here Chinzwaika ndinoziva zvangu variko vangatiwo zvavoka dhorobha harina nherera but apawo ngatimboitwo rinenhereraka dhorobha rachoka tione Hiiiii hiiii uuuuu uuuummmm kutonge munhu akabatwa nemadzikirira ehope dzamasikati anoshaya vanodengenyesa kurwira munhu pakumbunyukidzwi kwake ko huyaika muone pakupera kwaro gore racho oo oo hoye hoye Tiiii iiingoti boka dhee nhanha dhe Mukangondwo dhe nhanha dheee Itai dheee nhanha dheee dhee nhanha aaaa kikiri kikiri ka shumba kanomira chete pa Loondiiii pachitanga apooo mukachana Ngandichirega zvangu kuzadza mbambo padehwe re shindi Asi komborerwai mese vateereri vengoma dzese zvadzo ndichiti hevhi hevhi Zimbabwe nyika yababa ummmmmmm umm ok Zim Zimbabwe ooo