У нас вы можете посмотреть бесплатно Ndakainamatira Nyaya Iyoyi Acoustic Version By GraceWave или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Stripped Down Version ( My Favorite Version) Ndakainamatira nyaya iyoyi, Ndichidana zuva nezuva kuna Mwari, Kana nguva yakwana zvichamanifesta zvichamanifesta Ndakainamatira nyaya iyoyi Wandinonamata mukuru Kana ati Hongu ane nharo wacho ndiyani Iye Mwari wangu vandipindura! Verse 1: Ndaingoti moyo rega kumhanya, Ngatimirire nguva yaMwari, Ndakaudza shamwari dzangu Ndichiti ndinokunda pamabvi Zvino zvese zvaita pachena, Moyo wava nerugare, Huyai muone, zvaitwa nedenga Huyai muone ,zvaitwa nedenga Chorus: Ndakainamatira nyaya iyoyi, Ndichidana zuva nezuva kuna Mwari, Kana nguva yakwana zvichamanifesta zvichamanifesta Ndakainamatira nyaya iyoyi Wandinonamata mhani mukuru Kana ati Hongu ane nharo wacho ndiyani Iye Mwari wangu vandipindura! Verse 2: Ndakamboita doubt zvishoma, Asi moyo ukaramba wakamirira, Ndikati kana zviri zvangu, Zvichauya nguva yacho yakwana Hanzi ko wakasvika sei apa Ndakainamatira nyaya iyoyi, Ndakatarisa shure ndinoti Mwari vakanditungamira. Bridge: Zvese zvakatanga nemunamato, Ngatinamatei hama dzangu Mwari anopindura munamato Mwari anopindura munamato Final Chorus: energy Ndakainamatira nyaya iyoyi, Ndichidana zuva nezuva kuna Mwari, Kana nguva yakwana zvichamanifesta zvichamanifesta Ndakainamatira nyaya iyoyi Wandinonamata mhani mukuru Kana ati Hongu ane nharo wacho ndiyani Iye Mwari wangu vandipindura!