У нас вы можете посмотреть бесплатно Maitiro Ekuita Mari paYouTube, Tanga Nhasi | Monetize, Build Personal Brand & Earn Online Worldwide или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Mhoroi madzishamwari angu 🌍 Mu episode rangu rekutanga pa Israel Sundawo Vlog, ndiri kukukurudzira kuti utange kugadzira content paYouTube usingamiriri kuti zvinhu zvese zvive perfect first. Vanhu vakawanda mu Zimbabwe ne diaspora (South Africa, Botswana, UK, USA, Canada, Australia, Dubai, Bahrain nedzimwe nyika dzese) vari kushandisa YouTube kuvaka personal brand ravo, kuita monetize on youtube, uye kuwana mari online zvakafanana nekutengesa online courses. Mu video rino tiri kudzidza: • Sei uchifanira kungotanga nhasi chaiye (Just Start) • Maitiro ekugadzira content using equipment yaunayo (your mobile phone) • Kuvaka personal brand inozivikanwa • Nzira dzekuita monetize paYouTube • Mikana yekuwana mari beyond YouTube 🎯 Chinangwa: Kubatsira vanhu vanotaura pasi rose kuti vawane mikana mitsva ye digital economy. 👉 Kana usingade kusara, subscribe, like uye share kuti vamwe vabatsirwe #ShonaYouTube #ZimbabweYouTubers #ShonaDiaspora #MakeMoneyOnline #YouTubeMonetization #PersonalBrand #DigitalSkills #ContentCreation #EarnOnline #Zimbabwe #SouthAfrica #Botswana #UKDiaspora #USA #Canada #Australia #Dubai #Bahrain