У нас вы можете посмотреть бесплатно Zimdream_KiD - KuRwizi или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Executive Producer : : Dumisani C. Sitambuli (Zimdream_KiD) Songwriter: Dumisani C. Sitambuli (Jorimm) Ⓒ 2026 [Verse 1] tsamba yandaka nyora Hanzi hayina kusvika (Yeah) hayina kusvika Pamwe address yandakaisa is not the one ndichazivaahh hAnzwadzi yako yakati amai vako vakati siyanane marombe Asina chinu muhomwe vachisa zita rangu mumatope hAnzi mwana wa sabhuku hAnga torwe nemunhu asina mabhuku Zvino ndishungurudza sei ko vasingade kuona shiri dzerudo Dzichi bvumbatirana ngavatipe mukana Tivaridze kuti tino danana shaa [Chorus] Kana usiri busy Ndinenge ndakakumirira Kuruwizi mudiwa wangu Kana usiri busy Ndinenge ndakakumirira Kuruwizi mudiwa wangu tsisti Tichi yevedzwa nemvura Tichitaura zverudo Tichi yevedzwa nemvura Tichitaura zverudo [Verse 2] HAnzi nababa Ndiro ngedze sutukesi ndinange dhoroba Kuna bambukuru hAndizi kuti ndino dzoka zvuva ripi Ndoku vimbisa Ndichato miramira Ndichitokiya kiya Ndichirongera mangwana so igaroziva Ndichaku dzokera ehhhh Zokutora iwe Zokutorai saka ndimirire kuruwizi [Chorus] Kana usiri busy Ndinenge ndakakumirira Kuruwizi mudiwa wangu Kana usiri busy Ndinenge ndakakumirira Kuruwizi mudiwa wangu tsisti Tichi yevedzwa nemvura Tichitaura zverudo Tichi yevedzwa nemvura Tichitaura zverudo Kana usiri busy Ndinenge ndakakumirira Kuruwizi mudiwa wangu Kana usiri busy Ndinenge ndakakumirira Kuruwizi mudiwa wangu tsitsi [Outro] Ndichiyeverwa nemvura Ndichitaura zverudo Ndichiyeverwa nemvura Ndichitaura zverudo (Hey yeah eh eh)