У нас вы можете посмотреть бесплатно Mhepo yeChipoko chaCde Geza yekubvisa VaMnangagwa yazara munyika vachangofa! или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
VaMnangagwa vazivisa pachena vakanangana naVP, vachiti hapana munhu anozvigadza chigaro ega asi kuti anosarudzwa nevanhu zvichienderana nehunhu hwake! Mhepo yeChipoko chaCde Blessed Geza yekubvisa VaMnangagwa pachigaro chavo yamuka kubva kuvakafa ichitenderera ichipinda muvanhu kuti vasafe vakabvuma zvaED2030! Vanopikisa vagadzirira kuratidzira munyika yese zvine mhirizhonga pazuva richaziviswa kuti Zanu PF yazopedzisa kugadzirisa bumbiro remutemo wenyika! VaChiwenga havasi kuoneka zvachose kune vamwe vavo kuGweru, zvichibva zvapa pikicha seyekuti vakadhiniwa kare nazvo! Muvengi waVaMnangagwa Gamba rehondo vaBlessed Geza vari kunzi hurwere hwavo hwakawezodzerwa nemaStress ndokubva vafa, firo yaVaMugabe avowo vakafawo vachidzimbirwa nemaStress echigaro chenyika! VaGeza vari kunzi neshamwari dzavo dzepedyo vafa vakatsamwira VaChiwenga kusanganisira nemamwe maGeneral akatadza kutevedzera kurudziro yavo yekubvisa VaMnangagwa! Zviri kunzi pane vamwe vakuru veCentral Committee yeZanu PF vasarudza kuregera kuenda kumusangano wakakosha kuGweru! Dare reParamende reZimbabwe rakaApprover automatically, zvido zvevanasikana zvekusvotora nhumbu dzinenge dzabata nemistake!