У нас вы можете посмотреть бесплатно Shona catholic Rosary | Zvishamiso Zvekufara -Joyful Mysteries | 23 February 2026 или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Tichiri mumwaka weLent. Ngatirambe tichinamata (Prayer), tichitsanya (Fasting) nekupa (alms giving) kune avo vanoshaya. Tinorangarira St Polycarp musande aive Bishop wekuSmyrna nemudzidzi wa John mupostori aive mudzidzi wamambo wedu Kristo. Ngatinamate Rusariro rwusande zuva nezuva Zvishamiso zvekufara (Joyful Mysteries), zvekusuwa (Sorrowful Mysteries), zvechiedza (Luminous Mysteries), nekurumbidza (Glorious Mysteries) tichikumbira kuti Amai Mariya vati reverere, mwari vatipe rugare, uye vatipe simba muupenyu hwedu. Subscribe kuti urege kupotsa daily rosary prayers muchiShona! Like, comment zvipo zvaunoda kuti tinamate pamwe, uye turn on notifications 🔔 kuti uwane zvese zvitsva. Ngatinamatei pamwe kuti Mwari atipe nyasha! 🙏