У нас вы можете посмотреть бесплатно Ndinoshamiswa kwazvo или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Ndinoshamiswa kwazvo Namabasa makuru Akaitiwa nemi Ose anorumbidza Ukuru hwenyu Mwari Hunoshamisa kwazvo Kana ndorangarira Mabasa okudenga Kana ndorangarira Mabasa epanyika Inobuda misodzi Kana ndafunga imi Rumbidza iwe denga Rumbidza iwe nyika Rumbidza iwe gungwa Tose ngatirumbidze Uyu Musiki wedu Ane rudo rukuru Jehovah Samasimba Itai kuti tikudei Nokuti makatida Makazotipa Jesu Matipa Mweya M'tsvene Wokuti simbaradza Ndozviudza aniko Zvanetsa moyo wangu Ndozviudza Jehovah Zvanetsa moyo wangu Hallelujah Amen Hallelujah Amen *2 Hallelujah Amen Hallelujah Amen *2