У нас вы можете посмотреть бесплатно King Labash - Batai Batai или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Oh, oh, oh, oh, Oskid Production Ketai vakomana honai mwana uyo Wamboona here staera yacho yakarohwa Gaya uri munda wako uriwe urikurima Haiwa kune mamwe mabhebhi akaipa Mimwe miriwo haitomboda kubikwa Waita luck bhebhi neni wawanikwa Batai Batai Batai mwana ane mafaivha Torai mwana uyo anotoda magayi Tarisa hona munhu wese arikugaira Vamwe pachikona vakatogarira Honaka miridzo yaridzwa pa town Mwana anopfuura nepana 4th Achiflota kunge boat step yake Kunge abva ku abroad Type isiri yekufamba mu road Uyu ndiye mwana anoziva God Staera yangu inotora mabhebhi Ma shades angu anotora Mabhebhi kana bhutsu dzangu Dzinotora mabhebhi Staera yangu inotora mabhebhi Tisu tisu tisu tine pattern isu tinenge Levels na Fantan torova ngoma kunge Buju Banton bhebhi ndirikuuya kuma 7 7 Ndimirire pa 7eleven ndirikuuya Ikoko nana Beven hanzi kune mabhebhi Ma Asian tirikushuta video nana Ellen Ehee ehee Staera yangu inotora mabhebhi Ma shades angu anotora Mabhebhi kana bhutsu dzangu Dzinotora mabhebhi Ketai vakomana honai mwana uyo Wamboona here staera yacho yakarohwa Gaya uri munda wako uriwe urikurima Haiwa kune mamwe mabhebhi akaipa Mimwe miriwo haitomboda kubikwa Waita luck bhebhi neni wawanikwa Batai Batai Batai mwana ane mafaivha Gaya uri munda wako uriwe urikurima Mimwe miriwo haitomboda kubikwa Wamboona here staera yacho yakarohwa Yakarohwa……