У нас вы можете посмотреть бесплатно Hona pava kuda kusvika hondo yekushandurwa kwebumburo remutemo! или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
VP Chiwenga naVaTendai Biti vari kunzi vanogona kusvogodorwa neZanu PF kana vakada kuita serious nekuita hurongwa hwekubata! Mashoko ari munyika ari kuti VaChiwenga vatadza kuenda kunobata maoko emumwe wavo Cde Blessed Geza, vachitya Zanu PF! VaDaniel Garwe vazivisa nezwi rine kakutyisidzira kuvanhu vese vari munyika vachiti kushandurwa kwebumbiro remutemo hapana anogona kukumisa! Zanu PF yatambira nhengo itsva dzatiza kurutivi rwaVaChamisa, dzichibva dzazivisa zviri pachena kuti dzava kujoinha bato reZanu PF! Rufu rwaVaGeza rwakonzeresa kupanduka kwevanhu kutsva vachiramba zvaED2030, zvichiratidza sekuti munyika masara mhepo yaCde Geza, ichanetsa kuitandanura! Zanu-PF yasarudza kuignowa kuenda kurufu rwaCde Blessed Geza, pasina chairi kutaura chinobatika kuti sei yaregera kubatirana pamwe nemhuri yekwaGeza! Magweta eZanu PF ari kupikisana nemagweta everuzhinji achiti kuwedzerwa kwenguva yaVaMnangagwa kuri kuitwa zviri pamutemo! Fadzayi Mahere anoyeuchidza Zanu-PF kuti isakanganwi kuti pakabviswa VaMugabe yainge iri nyaya yakanzi nemasoja mutemo wenyika wainge wava kumbunyikidzwa! Mauto aya akagumisa hutongi hwaVaMugabe vachivapomera mhosva yekushonyorora mutemo, ari kutarisirwa kubuda zvakare nepfuti achigumisa hutongi hwaVaMnangagwa! VaMnangagwa vanoita VaMpabanga gamba renyika, ndokuregerawo kuita VaGeza gamba renyika! WhatsApp Channel https://whatsapp.com/channel/0029VbAm...