У нас вы можете посмотреть бесплатно Mutumbi waCde Blessed Geza wasvika manheru ano muguta reHarare или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Mutumbi waCde Blessed Geza wasvika manheru ano muguta reHarare uchibva waendeswa kuFuneral Parlor! VaPaul Tungwarara vanoreurura nhasi vachizivisa nyika zvakaitika izvo zvakazosakisa kuti vachirambidzwa kudzembereka nenyika panguva yavaifamba vachituka vanhu! Chipanga mazano chaVaMnangagwa chiri kutsanangurwa chichinzi kubva zvachakapinzwa mumuforo chava munhukwaye, zvichidzigirwa nemashoko acho achazivisa kunyika nhasi! Pakupedzisira VaChamisa vazotaura nezvekusungwa kwaMadzibaba veShanduko vachibva vayeuka rwendo rwavakafamba naro naVaTsvangirai! VaChamisa vataura nezvetsotsi raVaTshabangu iro ravati riri kushandiswa kumatare edzimhosva kuedza kushungurudza ivo VaChamisa ava! WhatsApp Channel https://whatsapp.com/channel/0029VbAm...