У нас вы можете посмотреть бесплатно Zverudzi Urwu Zvinoitika Chete Nekutsanya Nekunamata Kuzhinji by Pastor Jehu или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Zverudzi urwu zvinoitika chete kana kuti zvinoenda chete nekutsanya nekunamata kuzhinji. Teererai Pastor Jehu vachitaura nezve kutsanya nekunamata uyu, vachitikoka kuti tinamate navo Wednesday, 20 November 2024 kusvika 1 December 2024, tichigadzirira gore ra2025. Kokawo hama neshamwari dzako kuti titsanye nokunamata pamwe chete. Mazuva Mangani: Gumi nemaviri (12 days) Tinotsanya Nguvai: Kubva na12 pakati pausiku kusvika na4 masikati Tinonamata Nguvai: Kubva na12 pakati peusiku kusvika na1 makuseni seni Kubva na3 masikati kusvika ma4 masikati Tinotsanya Sei: Hatidyi kana kunwa kana chii munguva iyi. Kana uine chirwere taura nachiremba wako asi uno gona kutsanya muzvishoma nezvaunofarira, asi kana usingakwanisi, namata nevamwe. Chipo chako: Zuva rimwe nerimwe, unokwanisa kuisa chipo chako parutivi, zuva rimwe richimirira mwedzi umwe chete wa2025. Mwari akupei simba rekukunda. . . . #prayer #prayers #pmmprayerandfasting #pmmglobal #pastorjehu #namata #God #jesuschrist #prayersmovemountains