У нас вы можете посмотреть бесплатно Mvuu mbiri dzinosvika pamba pemunhu weZanu-PF или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Vanotengesera mumugwagwa zviri kunze kwemutemo vavimbiswa kuvakirwa paradhayiza itsva nekupihwa mazakwatira emari kana vakatsigira zvaED2030! Mutsigiri waVP Chiwenga, VaObert Mpofu avo vanoita sevakaramwa zveZanu-PF, voita sevakageziswa negokamunyama mushure mekunge vashanyirwa nemvuu pamba pavo! VaZiyambi avo vanga vatumwa kunotora VaJonathan Moyo kuKenya kuti vazobatsirana kushandura bumbiro remutemo, vadzoka vari vega zvichiratidza sekuti VaJonathan Moyo varamba kuzovhiyiwa dehwe vari mupenyu naVaMnangagwa! Vakuru veZanu PF vari kuda kuita hurongwa hwekufamba muvanhu vachivadzidzisa zvazvakanakira kushandura bumbiro remutemo kuitira kuti VaMnangagwa varambe vachitonga! Amai Oppa Muchinguri vapinza vanhu mumuforo, vachizivisa kuti VaTagwirei ndivo munhu kwaye kwete mamwe matsotsi ari kuzongouya achivhiringidza zvinhu! VaScott Sakupwanya vagovera player mumwe nemumwe wemaWarrios mari inosvika ku$2,700! Munin'ina waVaChivayo ari kutsvakwa nemapurisa ekuSA, mushure mekunge awanikwa aine mazitombo matanhatu egoridhe rinokosha R15M, rinofungidzirwa kuti rainge rabiwa kubva kuZimbamwe!