У нас вы можете посмотреть бесплатно Vakadzi veZanu PF vazivisa kuti zvisiri kudiwa zvaED2030 ndizvo zvavari kuda или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Vakadzi vechidiki veWomen 4ED vanotungamirwa naAmai Tatenda Mavetera vazivisa kuti zvisiri kudiwa nevanhu zvaED2030, ndizvo zvavari kuda izvo kuti zviitike! Zviri kudiwa naVaMnangagwa ndizvo zviri kuitika parizvino; kuramba zvaED2030, kuramba zvido zvaVaMnangagwa, zvichikusiya zvakurovesa! Zimbabwe yapindira mukusawirirana kuri kuitika kuMiddle East, ichizivisa kuti yagadzirira kutumira ndege yayo kunotora zvizvarwa zvayo zviri kuMiddle East! VaMadhuku vazivisa kuti havana nguva yekutambisa vachinomhan'ara kumapurisa kuti vakarohwa nevanhu veZanu PF, ivo vanhu vacho vakatopfuura vachitora mapurisa kuti handei munotichengetedza tichirova vanhu! VaTungwarara vazivisa kuti vava kudzoka zvine simba nechirongwa chavo chePresidential Empowerment Programmes, chekugovera vanhu vasina zvavanenge vashanda mari munyika yose! Kutyisidzirwa kuri kuitwa VaLovemore Madhuku kwawedzera zvichitevera kuwana gedhe ravo rakapendwa neruvara rweropa, pakanyorwa mashoko okuti unofa! Masoja matanhatu (6) eUS apfurwa akafa pakurwiswa kwaitwa neIran pakamba yeKuwait! France yazivisa kuti yasarudza kupinda muhondo neIran ichizvidzivirira, zvichitevera runyerekupe rwekuti China iri ku-supplier intelligence war against US! America iri kunzi ikakundwa muhondo iyi inenge yava pasi peChina, izvo zvichapa kuti isare isisina simba rekuzotemera dzimwe nyika maSanction! America yazivisa kuti China iri kunyepedzera kunge isiri muhondo iyi asi iri iyo iri kupa Iran zvombo! America iri kunzi yava kuronga kuburitsa zvombo zvayo zveNuclear zvinopaza nyika yeIran yese ka1, zvichitevera kuurayiwa kuri kuitwa mauto eUS! Nhengo yeParamende yeSpain, Irene Montero, okumbira Spain kuti ibve muNATO, isiye America neIsrael dzichitatsurana neIran dziri dzega!