У нас вы можете посмотреть бесплатно Hona zviri kuitika munyika mushure merufu rwaCde Blessed Geza или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
01) Mugore ra2003, ndipo pakazopindira VaGeza ava vamuri kuchema semunhu kwaye, vachituma vanhu vavo, tikarohwa zvakaipisisa vamwe vakauraiwa! 02) Chatinotenda ndechekuti VaGeza vakafa vareurura zvitadzo zvavo zvekuuraya vanhu kwavakaita, uyewo kwakanga kusiri kuda kwavo nekuti vaitumwa neZanu-PF kuita izvozvo! 03) VaGeza, VaKasukuwere, VaMzambi, nanaVaJonathan Moyo, vanhu ava musavachema pakuurayiwa kwavari kuitwa neZanu-PF, vari kufira zvitadzo zvavo nekuti ndivo vakaisa mitemo yekuti vanopikisa ngavaurayiwe! 04) Zanu PF kana iri iyo yakaisira Geza poison yakagonesa chaizvo, ngavabve vangoisirawo naChiwenga afe futi, vaite vachiurayana nekukasika vapere munyika! 05) Geza ngatimuchemeyi nekuti ainge atumwa namwari kuzosunungura nyika, mweya wake unofanirwa kuzorora murugare! 06) Geza mweya wake ngauende ku-hell unotsva ikoko, vanhu ngavasamuchema nekuti iye nevamwe vake vakabata mabasa akashatisisa pasi pano okuuraya vanopikisa! 07) Vava kuti VaGeza vakasviba nekuti vafa asi chokwadi chiripo maWar Vet ose akasviba, haatombodi vanhu vanopikisa! 08) Chinonyanya kukosheswa ndechekuti VaGeza vafa vava munhu anga anyanya kukoshera nyika, vakatosiyana nevamwe vese veZanu PF, nekuti VaGeza vanga vava kuda kuti nyika isununguke! 09) Chimudhara chinonzi Geza icho chakamhanya nebhiza rakafa; Chiwenga ibhiza rakafa, vaVaMnangagwa ma master mind pakufunga kwete zvekuti vakarwiswe nemabhiza akafa awa! WhatsApp Channel https://whatsapp.com/channel/0029VbAm...