У нас вы можете посмотреть бесплатно Ravirai Munzwe Kunaka или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Ravirai Munzwe Kunaka KwaMambo – C. Rupiya M: Ravirai munzwe kunaka kwaMambo V: S/A Ravirai munzwe kunaka kwaMambo, akakomborerwa munhu anovimba nayehe B Ravirai -- munzwe kunaka kwaMambo -- komborerwa munhu anovimba nayehe… Madetembo: 1. Vhenekera Yerusarema, nokuti chiedza chako chakasvika. Ravirai ravirai henyu. 2. Rima ra-kafukidza nyika --- asi mbiri yaMwari, yakaonekwa pamusoro payo. Ravirai ravirai henyu 3. Marudzi achauya kuchiedza chako --- namadzimambo kumbiri yakabudirira. Ravirai ravirai henyu 4. Mambo achava kwauri, chiedza chisingaperi --- naMwari wako – kunaka – kwakoho. Ravirai ravirai henyu Chorus: S/A Akakomborerwa munhu anovimba nayehe, ravirai ravirai henyu B --- Komborerwa munhu anovimba nayehe, kunaka kwaMambo