У нас вы можете посмотреть бесплатно Husiku Hwechirairo или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Usiku Hwechirairo Chokugumisira – J.H. Chikomo M: Usiku hwechirairo chokugumisira Yesu V: S/A Akabata chingwa akatenda ndokuchimedura akapa vadzidzi vake oti, uyu muviri wangu. Akaitawo izvi nomukombe wehwaini akati kwavari inwai iri iropa rangu B: Akabata chingwa akatenda ndokuchimedura akapa vadzidzi vake oti, gamuchirai mudye muviri wangu. Akaitawo izvi nomukombee nomukombe wehwaini inwai iropa rangu Madetembo: 1.Nguva yose yamunodya muviri wa-aKristo 2.Nguva yose yamunonwa ropa ra-aKristo 3.Munenge muchiparidza rufu rwa-aTenzi Chorus: B Itai izvi kuti mugosindiyeuka nazvo itai izvi itai izvi mundiyeuke S/A --- Itai izvi kuti mugosindiyeuka nazvo itai izvi kuti mundiyeuke