У нас вы можете посмотреть бесплатно Tekina - Ngatimukudzeyi(Hymnal) или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Ngatimukudzeyi Lyrics Ngatimukudzei Mwari Nemwoyo inofara, Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu. Anorayira zuva Rinivhenekera nyika, Tsitsi dzake ihuru Dzinoitirwa isu Zivhu zvese zvipenyu Zvinoponeswa naye; Tsitsi dzake ihuru Dzinoitirwa isu Anotikwanisawo, Anoda kukumbirwa Tsitsi dzake ihuru Dzinoitirwa isu Kana tirimunhamu Tinochengetwa naye Tsitsi dzake ihuru Dzinoitirwa isu Mwana wake wakafa kuti tipinde denga Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu. #The_Purity_of_Gospel_Music_Revived #subscribe