У нас вы можете посмотреть бесплатно Kutendeuka neKuregererwa kweZvivi | Kereke yaMwari или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Tingadzidzei Pakutendeuka kweVanhu veNinevhe, Mbavha yaiva kuDivi rweKurudyi, uye Mwanakomana Akarasika? Mwari haana kuunza njodzi dzaakanga asarudza kuunza pamusoro peNinevhe nokuti vakatendeuka nemwoyo wese kunyange zvazvo vakanga vatevera vamwe vamwari uye vakashungurudza vaIsraeri. Apo mbavha yaiva kudivi rwekurudyi nemwanakomana akarasika uyo akasiya baba vake akatendeuka, vakagamuchira maropafadzo. Kubudikidza nezvose izvi, Mwari akaratidza vanhu kuti vanokwanisa kudzivirirwa panjodzi uye kuponeswa kana vakatendeuka pazvivi zvavo. Vatendi veKereke yaMwari Vanoda Kuti Pasi Rose Riponeswe Kubudikidza neKutendeuka Zvizere Mwoyo mukukutu uye usingatendeuki unozviunganidzira kutsamwa kwaMwari paZuva Rokutongwa. Vatendi veKereke yaMwari vakasvika pakuziva nzira yekutendeuka kwakakwana kubudikidza nemashoko aKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, uye ikozvino vari kuparidza vhangeri resungano itsva, vachishuvira kuti vamwewo vachaponeswa kubudikidza nekutendeuka. Ezekieri 18:30 “Naizvozvo, imi imba yaIsraeri, ndichakutongai, mumwe nomumwe zvakafanira nzira dzake, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Tendeukai! Dzokai pakudarika kwenyu kwose; ipapo chivi hachingakuwisirei pasi. [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org