У нас вы можете посмотреть бесплатно Avo Vanoteerera Mwari | Kereke yaMwari или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Nei Nhoroondo yeKusateerera kwaMambo Sauro Iine Chirevo Kwatiri? Adhamu naEvha vakateerera mashoko aSatani, vakadya muchero wakarambidzwa, uye vakadzingwa muBindu reEdheni. Mambo Sauro akatevera kuda kwevanhu, achiona shoko raMwari sechinhu chidiki, uye akadzingwa pachigaro. Saizvozvowo, munguva ino, Mweya Mutsvene unongopiwa kune avo chete vanoteerera shoko raMwari. Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai Avo Vakapa Mweya Mutsvene kuna Mozisi, Joshua, naGidheoni Kana tikateerera shoko raMwari, Mweya Mutsvene anesu nguva dzose, uye tinorarama upenyu hwakaropafadzwa. Sezvo vanhu vese vasina kukwanira, tinofanira kutevera nzira yaMwari yakakwanira kubudikidza nekuteerera kusvika kumagumo kuti tirarame upenyu hwekukunda uye tozadzwa neMweya Mutsvene kufanana nemadzibaba edu ekutenda. Mabasa 5:32 “Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi, uyewo noMweya Mutsvene wakapiwa naMwari kuna avo vanomuteerera.” [Vhidhiyo iyi inobhadharwa neKereke yaMwari,Nzanga yeVhangeri yePasi Rose. Kuitevedzera, kuikopera kana kuiparadzira hakubvumidzwe.] 〖Kerekeya Mwari, Nzanga yeVhangeri yePasi Rose〗https://watv.org