У нас вы можете посмотреть бесплатно Hakuna Zita SeraJesu (hymn 48) или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Methodist Shona Hymn 48 Hakuna zita sera Jesu Kana nokudenga, hakuna rimwe rakadaro, Zita roM'ponisi. Tinoda kuimbira Jesu, Tichimupa Mbiri; Nokuti hatizive zita Rinokunda iri. NdiJesu wakafira vose, Wakatida kwazvo; Zvatanga takaraswa tose Nezvitadzo zvedu. NdiJesu wakaita Nyasha Takamukanganwa; Wakati: Enda zvako mwana, Usazotadzazve. NdiJesu wakatiudzira Kutunhidza Mwari, Nokusarura vashamwari Vakanaka chete. NdiJesu wakarapa vanhu Akavasimbisa; Jesu wakadzosera vafi Kune hama dzavo NdiJesu anoenda nesu Kwose tinoenda; NdiJesu anotibatsira Muupenyu hwedu.