У нас вы можете посмотреть бесплатно Nguva yakanakisisa (hymn 232) или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Methodist Shona Hymn 232 Nguva yakanakisisa Yokukurumbidza, Kana tadzoredzaniswa Pam’soro kudenga; Ndizvozvo tichanzwa mazwi Echisimbisiso, Chokuti kana tikafa Pane ino nyika, Tinosangana kudenga Neropa raJesu, Nokutenda kuna Jesu Tichasanganiswa. Kunakisa korugare Rwakasunga mwoyo; Isu kana taungana Muzita raKristu, Mwanakomana wababa, wakakomborerwa! Ndiye chivimbo chokuti Tichasanganiswa. Nyangwe, tsoka dzakaneta Dzichayambukira zambuko rinendarama Nokukurumidza; Apo patakagarirwa Navo vanotida Vanokuridzira isu Kuti tiyambuke. Nyangwe takatsaukaniswa Navo vatinoda Tichazosangana navo Patsoka dzaIshe; Tigogara naye Jesu Pane iyo nzvimbo Tisingatsaukaniswe Pahukama humwe.