У нас вы можете посмотреть бесплатно Zanu PF yozivisa kuti nyika mazuvano iri kusiiwa mumaoko ari safe aVP Kembo Muhadi! или скачать в максимальном доступном качестве, видео которое было загружено на ютуб. Для загрузки выберите вариант из формы ниже:
Если кнопки скачивания не
загрузились
НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием видео, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу
страницы.
Спасибо за использование сервиса ClipSaver.ru
Vanhu munyika nemuZanu PF havachadi kutongwa nevanhu vakachembetisa vakaita saVaMnangagwa, VaKembo Mohadi naVP Chiwenga, vachiti VaTagwirei ngavatonge! VaTagwirei vowana rutsigiro rwakakurisa rwekuti vapihwe chigaro chaVaMnangagwa, vaendese nyika kumberi! Zanu PF yazivisa vatsigiri vayo kuti vasafa vakateerera zvinotaurwa naVaChamisa avo vavati vanotungamirira bato rinopikisa rine mazita akawandisa kudarika mazita evatungamiri varo! Hameno zvava kuitika mubato reZanu PF, vaimboti VP Chiwenga ndiBhoki, vobuda vachikurudzira nyika kuti iremekedze VP Chiwenga ava! ZANU PF Yagadzirira kumhanya yega sarudzo dzeChikomba dzema by-elections, pasina bato svinhu rinopikisa! Muprofita weGold Mafia, Uebert Angel, vanorumbidza VaTagwirei, vachitiwo munhu akadzikamira pakufambisa mabasa enyika zvekuti akanyatsopihwa mukana nyika inopudzvunuka kubva mumadhaka mairi! VaChiwenga havana kukodzera kutonga nyika ino, vakatambisa mukana wavo nekuzvitundumadza pamberi paVaMnangagwa! VaTshabangu vopinzwa pashinyasi nevamwe vavo veCCC vachinzi ngavabviswa mubato, zvichinzi kuonekwa kwavo vakati gwavava kunzvondora maziso vari kusango kwaitirwa musangano neZanu-PF kunonyadzisa! Vanhu veZanu PF vazivisa mufaro wavo nekubuda kwaVaMnangagwa munyika vachisiya nyika iri mumaoko ari safe aVP Kembo Muhadi! Mumwe-zve mukuru webato rinopikisa anodhamba VaChamisa ndokuzivisa pachena kuti ajoinha bato reZanu PF! WhatsApp Channel https://whatsapp.com/channel/0029VbAm...